Avo vakafarikanya mufaro iwoyo kwenguva refu nokubatsira zvisikwa zvipenyu neiyi nzira vanofanira kuzivikanwa saavo vanoziva Mwari kupfurikidza nezivo. Munhu asvika pakadai anofanira kuziva kuti asvika panzvimbo yaMwari.